VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Nyika Ingangoshaya Chikafu Kutanga kwaMbudzi


24/09/2008
Hurukuro naVaRenson Gasela - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaRenson Gasela - Teererai (MP3) audio clip

Sangano re Famine Early Warning System Network, kana kuti FEWSNET, rinoti vanhu vakawanda vanga vasina chikafu, vava kutanga kupihwa chikafu ichi, zvichitevera danho rakatorwa nehurumende rekuti masangano akambenge arambidzwa kupinda muvanhu, atange kupa vanhu vanotambura rubatsiro.

Asi FEWSNET inoti nyika ingangoshaya chikafu chakakwana panotanga mwedzi waMbudzi, kana pasina chimwe chikafu chinenge chatengwa nemasangano akazvimirira.

VaRenson Gasela ndivo munyori wezvekurima muMDC inotungamirwa naVaArthur Mutambara. Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaGasela kuti vatiudze zvavari kuona pakugoverwa kwechikafu mumatunhu akasiyana siyana.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available