VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

RBZ Inopamhidzira Mari Inotorwa muBhanga paZuva


26/09/2008
Hurukuro naVaWellington Chibebe - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaWellington Chibebe - Teererai (MP3) audio clip

Bhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe rawedzera mari inotorwa neveruzhinji mumabhanga pazuva kubva pa $1000 ichienda pa $20.000 kubvira musi weMuvhuro. Izvi zvinotevera chikumbiro chesangano revashandi re Zimbabwe Congress of Trade Unions chekuti mari idzi dziwedzerwe. 

ZCTU yanga yati kana R-B-Z ikatadza kuphamhidzira mari idzi ichatora matanho akasimba musi wa 1 October.

Munyori mukuru weZCTU VaWellington Chibebe, vanoti vachaita musangano weGeneral Council neMugovera wekuzeya danho ratorwa ne RBZ iri.

VaChibebe vaudza Brenda Moyo weStudio7 kuti kana vashandi vakasagutsikana ne$20.000 yavakuzobvumidzwa kutora mumabhanga pazuva, hurongwa hwemusi wa 1 Gumiguru huchaenderera mberi.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
Muzvare Khupe Vanoshanyira Nzvimbo Dzine Chirwere cheCholera  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
ZINWA Inovhara Mvura muGuta reHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available