VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Vanhu Votadza Kutora Mari muMabhanga


30/09/2008

Kunyange hazvo bhanga guru renyika rakawedzera mari dzinotora kubhanga pazuva kubva pa $1000 kusvika pa $20, 000, voruzhinji vanoti vari kutarisana nedambudziko rekutadza kutora mari dzavanoda mumabhanga kubva neMuvhuro. 

Vemabhanga vanoti mari dzavari kupihwa nebhanga guru renyika ishoma, izvo zviri kupa kuti mabhanga atadze kupedza mitsetse yevanhu vanenge vachida mari.

Brenda Moyo weStudio 7 ataura nemumuwe mushandi wemubhanga asina kuda kudomwa nezita rake, uyo anoti vari kutadza kupa vanhu mari yavanoda kunyanya avo vari kuda kutora mari iripasi pe$20,000 nekuti mari diki dzakaita sema $500 ne$1, 000 dziri kunetsa kuwana.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available