VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Ngirande: Vanhu Vanoda Chikafu Vawandisa.


01/10/2008
Hurukuro naVaFambai Ngirande - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaFambai Ngirande - Teererai (MP3) audio clip

Sangano re Nango rinoti kunyange hazvo masangano akazvimirira oga vaine chikafu chekupa vanhu, chikafu ichi hachisi kuzokwanira munhu wose, sezvo vanhu vari kuda rubatsiro vawandisa munyika. 

Sangano re FEWSNET rinoti ongororo yarakaita inoratidza kuti chikafu chiri munyika chinogona kupera kutanga kwemwedzi unouya.

Nyanzvi munyaya dzechikafu dzinoti munyika munodiwa chikafu chine huremu hunosvika

mazana masere ezviuru zvematani, kuitira kuti vanhu vose vakatarisana nenzara, vawane chikafu kudzamara nyika yakohwa gore rinouya.

VaFambai Ngirande ndivo mutauriri weNANGO.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaNgirande kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu munyaya dzechikafu.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
ZINWA Inovhara Mvura Muguta ReHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
Dambudziko reCholera Royenderera Mberi  Audio Clip Available
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available