VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Nyanzvi Dzopesana paNyaya yeInflation


02/10/2008
Hurukuro naProfessor Steve Hanke - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naProfessor Steve Hanke - Teererai (MP3) audio clip
Hurukuro naDr Godfrey Kanyenze - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naDr Godfrey Kanyenze - Teererai (MP3) audio clip

Imwe nyanzvi ine mukurumbira pasi rose munyaya dzehupfumi hwenyika, Professor Steve Hanke, vanoti inflation yemuZimbabwe yepagore rose, yasvika pa531 billion percent.

Mugwaro raburitswa nesangano rinoshanda naProffessor Hanke, re Cato Institute, Proffessor Hanke vanoti kusabuda pachena kwehurumende pamamiriro akaita huremu hwedhora remuZimbabwe, ndiko kuri kupa kuti nyanzvi dzemari dzibuditse maonero avo epakamira dhora remuZimbabwe.


Muna Chikumi gore rino, hurumende yakabuditsa mashoko ekuti inflation yave pa11.2 million percent. Doctor Godfrey Kanyenze inyanzvi munyaya dzehupfumi, uye vari mutungamiri weLabour and Economic Development Research Institute of Zimbabwe.

Mutori wenhau weStudio7, Carole Gombakomba, aita hurukuro na Doctor Kanyenze avo vari kuti zviri kubuditswa nedzimwe nyanzvi izvi, havawirirani nazvo nekuti zvinonetsa kuziva zviri kuitika pasina ongororo ine hudzamu.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available