VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

The Centre Yotsvaga Nzira dzeKubatsira Vanorarama neHIV/AIDS


06/10/2008
Hurukuro naVaFred Kachote - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaFred Kachote - Teererai (MP3) audio clip

Sangano rinobatsira vanhu vanorarama neHIV/AIDS, re The Centre, rinoti vane hutachiwana havafanirwi kungotarisira kupihwa ma Anti-Retroviral Drugs, kana kuti ARVs chete, senzira yekurapa chirwere ichi. Sangano iri rinoti vanhu vane hutachiwana vanofanirwa kuwana kudya kwakakwana, mishonga yechivanhu pamwe nema ARVs, kuitira kuti vabatsirikane. Sangano iri rinoti riri mushishi yekutsvagira vari kurwara zvose zvinodiwa.

VaFred Kachote ndivo acting director ve The Center. Carole Gombakomba weStudio7 aita hurukuro naVaKachote kuti tinzwe zvizere, pamusoro pekurudziro yavo iyi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available