VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Kusawirirana kwaVaTsvangirai naVaMugabe Koramba Kupera


06/10/2008
Hurukuro naVaNelson Chamisa - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaNelson Chamisa - Teererai (MP3) audio clip

M-D-C inotungamirirwa naVaMorgan Tsvangirai inoti zviri kuburitswa mumapepanhau ehurumende pamwe nedzinhepfenyuro zvekuti nhaurirano pakati peZanu PF neM-D-C dziri kuenderera mberi neMuvhuro, hachisi chokwadi. 

Bato iri rinoti chokwadi chiripo ndechekuti paita mangange pakati paVaTsvangirai naVaMugabe pamusoro pekugoveranwa kwemapazi ehurumende akawanda, kwete maviri sezviri kutaurwa nebepanhau reHerald. 

Mutauriri weM-D-C, VaNelson Chamisa, vaudza Jonga Kandemiiri weStudio 7 kuti bato ravo ratopira makakatanwa aya kuSADC pamwe neAfrican Union. Tatadza kubata Zanu PF kuti tinzwewo divi rayo. 

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
Muzvare Khupe Vanoshanyira Nzvimbo Dzine Chirwere cheCholera  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
ZINWA Inovhara Mvura muGuta reHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available