VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Zuva reUN Habitat Rocherechedzwa Pasi Rose


06/10/2008
Hurukuro naIshe Edison Chihota - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naIshe Edison Chihota - Teererai (MP3) audio clip

Muvhuro, Gumiguru 6, izuva rekucherechedza World Habitat Day, kana kuti zuva re kugara zvakanaka kwevanhu pasi rose. Dindingira regore rino rinoti ˇ§Harmonious Citiesˇ¨ for World Habitat Day 2008. 

Mumashoko avo kuruzhinji rwevanhu pasi rose, Executive Director ve UN-Habitat, Amai Anna Tibaijuka, vanoti panguva yekucherechedza zuva iri, vanhu vakawanda pasi rose, vave kutizira kunogara kumaguta.

Vati zvakakosha kuti sangano re United Nations rikurudzire dzihurumende kuti dzinangane nehuwandu hwevanhu vave kugara muzvitumba zvavari kuvaka mumaguta, izvo zvave kuita kuti kuwanikwa kwemvura yakachena, magetsi nezvimwe zvakadaro, zvishaike. Mhemberero dzegore rino dzaitirwa muguta reLuanda kuAngola, sezvo guta iri riri kushandiswa semuenzaniso weguta rabudirira pakugarisa vanhu zvakanaka, zvichitevera hondo yakambopisa munyika iyi. 

Carole Gombakomba weStudio7 aita hurukuro naIshe Edison Chihota, nhengo ye board re Zimbabwe Human Rights (NGO) Forum, kuti tinzwe zvakakoshera zuva iri. 

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available