VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Nzara Yoruma Munyika


07/10/2008
Hurukuro naVaNoel Tichawana - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaNoel Tichawana - Teererai (MP3) audio clip

Paramende yeBritain iri kukurudzira kuti nhaurirano dzekuumba hurumende yemubatanidzwa dzipetwe nekukurumidza, kuitira kuti vanhu vari kutambura, vawane rubatsiro.

Hurumende yeBritain yakapa Zimbabwe mamiriyoni mapfumbamwe epondo emari yeku Britain kusangano re World Food Program, kuitira kuti vanhu vemuZimbabwe vatengerwe chikafu.

VaNoel Tichawana mugari wemuChitungwiza.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaTichawana kuti tinzwe mamiriro akaita nyaya yechikafu munyika.

 

 Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
Muzvare Khupe Vanoshanyira Nzvimbo Dzine Chirwere cheCholera  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
ZINWA Inovhara Mvura muGuta reHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available