VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Zvimwe Zvitoro Zvotengesa neMari yeKunze


07/10/2008
Hurukuro Nemutori WeNhau Mark Peter Nthambe - Download (MP3) audio clip
Hurukuro Nemutori WeNhau Mark Peter Nthambe - Teererai (MP3) audio clip

Vane zvitoro vakawana marezenisi ekutengesa zvinhu nemari yekunedzimwe nyika vatanga kuita izvi, paine kugununguna kwevoruzhinji kuti vachawanepi mari yekune dzimwe nyika iyi. Zvitoro zvinosanganisira Spar Borrowdale Brook, Spar Eastlea, Spar Hellensvale vanga vari mushishi kuturika zvekudya uye kuisa mitengo mitsva. Asi muzvitoro izvi vasina mari yekune dzimwe nyika vane mukana wekutenga nemari yemunyika.

Brenda Moyo weStudio 7 ataura nemutori wedu wenhau weStudio7 Mark Peter Nthambe uyo atenderera muguta reHarare achiona zvange zviri kuitika.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available