VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Inflation Inosvika pa231m% Muna Chikunguru


09/10/2008
Hurukuro naVaNyasha Muchichwa - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaNyasha Muchichwa - Teererai (MP3) audio clip

Bazi reCentral Statistical Office rinoti inflation yakasvika pa 231 million percent mumwedzi wa Chikunguru.

Izvi zvinoratidza kuti simba remari yemunyika riri kuparara zvinotyisa, sezvo muna Chikumi, hurumende yakazivisawo kuti inflation yepagore yakanga yasvika pa 11,2 million percent.

Nyanzvi munyaya dzezvehupfumi, VaJohn Robertson, vanoti mabatirwo ari kuitwa hupfumi munyika, ari kuratidza kuti huremu hwedhora hucharamba huchiderera uye inflation iyi inogona kuramba ichikwira zvakanyanya. VaRobertson vanoti ichi chiratidzo chikuru chekuti mitengo yezvinhu icharamba ichikwira.

VaNyasha Muchichwa inyanzvi munyaya dzezvehupfumi, uye vachishanda musangano reLabour and Economic Research Institute of Zimbabwe.

Carole Gombakomba weStudio7 aita hurukuro naVaMuchichwa avo vanoti zvabuditswa nehurumende izvi, hazviratidzi chokwadi chemamiriro akaita nyaya dzezvehupfumi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available