VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Veruzhinji Vanoti MDC Ngaibude muNhaurirano


09/10/2008
Hurukuro naVaTapera Kapuya pamwe naVaPhilip Pasirayi - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaTapera Kapuya pamwe naVaPhilip Pasirayi - Teererai (MP3) audio clip

Kusapera kwenhaurirano pakati peZanu PF neM-D-C kwava kuita kuti veruzhinji vashaye shumo yechibvumirano chekuumba hurumende yemubatanidzwa. Gakava riripo raunzwa nenyaya yekusada kweZanu PF kufuga gumbeze renyika nevamwe. Ukuwo M-D-C iri kuti ndiyo ine imbwa yabata mhuka, saka ndiyo inofanirwa kutora chityu.

Asi ruzhinji rwevanhu rwuri kuti ko, kana gakava raramba kupera, M-D-C yadii kubuda munhaurirano dzacho. 

Mukunzwawo pfungwa dzevamwe, Jonga kandemiiri weStudio 7, abata vanoongorora zvematongerwo enyika, uye vari Coordinator weN-C-A muSouth Africa, VaTapera Kapuya, pamwe naVaPhilip Pasirayi, Programs Manager weCrisis in Zimbabwe Coalition

Vaviri ava vati vanowirirana nepfungwa yekuti mutungamiri weMDC anofanirwa kubuda nekuchimbidza munhaurirano idzi, sezvo Zanu PF iri kuita zvedambe nehupenyu hwevanhu.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
Muzvare Khupe Vanoshanyira Nzvimbo Dzine Chirwere cheCholera  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
ZINWA Inovhara Mvura muGuta reHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available