VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

European Union Inopa Zimbabwe Mari yeRubatsiro


25/09/2008
Hurukuro naVaFambai Ngirande - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaFambai Ngirande - Teererai (MP3) audio clip

Sangano reEuropean Union rinoti richapa Zimbabwe mari inoita US$ 14,7 million, iyo ichashandiswa mukubatsira vanhu vari muZimbabwe vari kushupika.

Mari iyi inonzi ichashandiswa munyaya dzehutano, kuwanikwa kwemvura, kubatsira vanhu vakaparadzirwa dzimba dzavo munguva yemhirizhonga nezvimwe zvakadaro. Sangano iri rinotiwo rakapa Zimbabwe mari inoita 15 million euros kutanga kwegore rino. Rubatsiro uru runouya zuva rimwe chete sangano reFamine Early Warning Systems Network, kana kuti Fewsnet, razivisa kuti Zimbabwe inoda rubatsiro sezvo chikafu chiri munyika chichinzi chichange chapera kutanga kwemwedzi waMbudzi. 

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro nemutauriri weNANGO, VaFambai Ngirande, kuti tinzwe pfungwa dzavo.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7..

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
MDC neZanu-PF Dzoteyana Pamaumbirwo eHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
ZINWA Inovhara Mvura Muguta ReHarare  Audio Clip Available
MDC Yotarisirwa Kuzeya Kuvandudzwa kweBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
Dambudziko reCholera Royenderera Mberi  Audio Clip Available
Masoja Anoita Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
VaMugabe Vanogadza Zvakare VaGono saGavhuna weRBZ  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Maipiro Aita Zvinhu muZimbabwe  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzinobvumirana  Nyaya yeBumbiro reMitemo  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano Hakuna Kwadziri Kuenda  Audio Clip Available
Madzimai Akazvitakura Otarisana neNguva Yakaoma
Sangano reWHO Rotsvagira Nyika Mari Yekurapa Chirwere cheCholera  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotangazve muSouth Africa  Audio Clip Available
United Nations Inoti Cholera Yauraya Vanhu Vanodarika Mazana Matatu neMakumi Matanhatu  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dziri Muhusungwa Dzichiri Kushaikwa Kwadzakachengeterwa  Audio Clip Available